Mtombe Ndlela clan praises
Maita Nhire. Umayelane eNdlela. Ndlela kaHlubi. Wena kaNgwane, Ngonyama. Ngiyabonga Mtombe, Mzimkhulu. Zvaitwa Mugombi, Shavira. Vari Utombe, Mahova neHanyanya. Ndlela, Nhire, Matutu. Zvaitwa Gwizo, Matekuravhu, Chikomba cheBanya, vakadzi vakabata muswe. Sambi Matodzaani, Wakapihwa. Vanofamba nechingwa muhomwe. Mafusire, vakafusira chidhoma chichifamba. Maita Macheza, Jachamuchacha chemuswe mutema, Jezamupunga. Ndlela emaLangeni, Vakadzidzisa varungu kuchera migodhi. Maita Gwizo, Chisionekwi, … Read more