1 thought on “Jambaya Surname Clans, Meaning & History”

  1. Maita Jambaya
    Maita Gwerekete
    Maita Sambana
    Maita Sunduza
    Maita Gwerekwete
    Vhenya matutu
    Maita Jeta
    Rinochera pasi
    Zimurungu risina boy
    Zvaonekwa Jambaya !

    Reply

Leave a Comment